Main Page
From Wikipedia
Mauya! Titambire ku Wikipediya! |
Musha uno ndewedu vatauri veChivanhu, mutauro we ChiShona, muno muWikipedhiya. Wikipedhiya chinyogwa chemudandira chinounganidzwa ungwaru, ruzivo nohunyanzvi hwezvikamu zvese zveraramo remarudzi osezvayo erino pasi. Zvakanaka zvakadzama kwazvo kuti gapu rese iri reungwaru, ruzivo nohunyanzvi rive rinonyogwa mururimi gwaamai. Basa iri ngatiritange nhasi tigorisiirawo vana vedu navana vawoo, zvichingoenda, zienda nokuenda. Mutauro wedu isu vanhu hauna kugara uchinzi ChiShona kwete. Muchena akanga achinzi Clement Doke ndiye akatanga kushandisa izwi rekuti ChiShona mugore ra1931. Mutauro wedu unonzi Chivanhu. Parizvino, muno muWikipedhiya mune zvinyogwa zvinoita 21 zvakanyogwa mururimi gweChiShona. Munokokwa mese, ani naani zvake, kuti muwedzere zvinyogwa izvi. Vanyori, vadzidzisi nevadzidzi veChiShona muzvikoro zvikuru zvedzidzo munokokwa kuti mutitungamirire pabasa iri. Kana muchida kuziva zvakawanda nezvehumwe yeWikipediya endai panzvimbo yemudandira iyi www.wikipedia.org Tsvakai muwedzere ruzivo gwenyu nezve Kuisa zvinyogwa zvemumwe mutauro wegumwe rudzi muWikipedhiya |
[edit] Zvikamu zviri Mudemhe rino reruzivo
- Magwaro eZvitendero: Bhaibheri
- Zvidzidzo zvinowedzera ruzivo nekutesvera pfungwa
- Nhoroondo dzeChinyakare
- Masvomhu
- Matongerwo eNyika
- Ruzivo rwezvisikwa zvinorarama
- Ruzivo nohunyanzvi hwemichina
|
[edit] Other African-language Wikipedias that are not among large ones
Afar · Afrikaans · Akan · አማርኛ · Bamanankan · Chi-Chewa · chiTumbuka · Ɛʋɛ · Fulfude · Gĩkũyũ · هَوُسَ · Igbo · isiXhosa · isiZulu · Kanuri · Kinyarwanda · Kirundi · Kiswahili · Kongo · Kuanyama · Lingala · Luganda · Malagasy · Malti · Oromoo · Oshiwambo · Otsiherero · Sängö · seSotho · Setswana · SiSwati · Soomaaliga · ትግርኛ · Tshivenda · Twi · Wolof · Xitsonga · Yorùbá · (For other large Wikipedias, look into the side-bar.)